Wt/sn/Kukadzi

< Wt‎ | sn
Wt > sn > Kukadzi

Chishona edit

Unenaruvambo edit

Kubva pakuti ukadzi.

Bizokwaro edit

Kukadzi

  1. mwedzi wegore muKarenda ye Chivanhu unotevera Ndira iwo uchizoteverwa na Kurume. Mutsika yedu mwedzi uyu ndiwo waipuhwa vanhukadzi zvinhu zvakanaka vachitendwa ngepamsaka pezvavanoita muhupenyu, pamusoro pezvo ndiwo mwedzi waimirwamirwa nevanhukadzi mumaminda vachisevenza kwazvo.