Wt/sn/Gunyana

< Wt‎ | sn
Wt > sn > Gunyana

Chishona edit

Unenaruvambo edit

Kubva pakuti kugunyana.

Bizokwaro edit

Gunyana

  1. mwedzi wegore muKarenda ye Chivanhu unotevera Nyamavhuvhu iwo uchizoteverwa na Gumiguru; neimwe nzira vamwe vanhu vanoudana vachiuti Mhingani kana Mhingasu.