Chishona edit
Unenaruvambo edit
kubva kuChikaranga, Chishona chidharadhara, pamashoko okuti kurisa mhuru (nedzimwe nzira dzekupereta kulisa mhuru; kuřisa mhuru).
Bizokwaro edit
Chirisamhuru (kana Chilisamhuru)
- izita remhuri reChivanhu rinowanikwa mu Zimbabwe.
- Zita rokupiwa kunyanya mutsika yekudhara.