Wt/sn/Chidawanyika

< Wt‎ | sn
Wt > sn > Chidawanyika

Chishona edit

Unenaruvambo edit

kubva pakuti dawanyika, kureva kuramba kutonga nyika, kutiza nyika? Rakafanana neshoko rokuti dimbanyika.

Bizokwaro edit

Chidawanyika (kana Chapařika)

  1. izita remhuri reChivanhu rinowanikwa mu Zimbabwe.
  2. Zita rokupiwa kunyanya mutsika yekudhara.