chiShona
editBizokwaro
editAmerika Maodzanyemba
- iziwumbe rakagadzikwa kuMburungwagama reMaodzanyemba uzhinji hwaro hwuri muMburungwagama reMadokero. Rakaganhurwa neGungwa re Akitiki kumabvazuva ne Gungwa re Pasifiki kumadokero. Rakabatanidzana neAmerika Chamhembe ne Chitimuchi che Panama.
- Muruono rwechiAfurika: Amerika Maodzanyemba iziwumbe rirere pamuwaridzwa weGungwa reAlandiki kumaodzanyembaemadokero.