chiShona
editBizokwaro
editAmerika Chamhembe
- iziwumbe rakagadzikwa kuMburungwagama reChamhembe richizove nechikamu charo chinotandavara kupinda muMburungwagama reMaodzanyemba. Rakaganhurwa neGungwa rePasifiki kumadokero, Gungwa re Atlandiki kumabvazuva, uye rakabatanidzana neAmerika Maodzanyemba ne Chitimuchi che Panama.
- Muruono rwechiAfurika: Amerika Chamhembe iziwumbe rirere kuMadokero eAfurika,a rakaganhurwa neGungwa reAtlandiki.