Wt/sn/-aka

< Wt | sn
Wt > sn > -aka

Chishona

edit

Chiito

edit

-aka (kana -vaka, -waka)

  1. muChindau kureva kujenganisa chinhu nekusanganisa zvikamu kana zvinhu.

Chivumbanguva yechiito

edit

-aka

  1. chinovumbanguva yechiito cheshure, senge kuti ndakavuya.