Mambo Soromoni, mawanakomana wa Mambo Dhavhidhe uye mutongi we Isiraeri (nyika ye dzinza ra Jakove, kwete Isiraeri yanhasi).
Zvidzupuramanzwi
edit- Kutya Jehovha ndiko kuvamba kwezivo; Mapenzi anoshora uchenjeri nokurairirwa.
- Zvirevo 1:7 (BDSC)
- Mwanakomana wangu, inzwa kurairira kwababa vako;
Usarasha kudzidzisa kwamai vako.
Nokuti zvichava chishongo chakanaka pamusoro wako,
Nengetani pamutsipa pako.- Zvirevo 1:8-9 (BDSC)