Petina Gappah (akazvarwa 1971) munyori uye gweta rekuZimbabwe. Mumwedzi wa Chikumi mugore ra 2023 iye nevamwe vake vashanda kuturikisa n'wadhi rinonzi Animal Farm kumutauro weChishona, uye vachisanganisa mitauro yose ye Chishona mun'wadhi racho ravakatumidza kuti Chimurenga Chemhuka.
Zvidzupuramanzwi
editRuzhinji rwe zvinyorwa zvangu zvinokonzerwa nechinhu chidi, zvinogona kuva chinhu chandawerenga mupepanhau, chinhu chandakanzwa- ndigere ndinezheve dzakavhurika kuhurukuro dzose- kana zvinogona kubva kuchinhu chakaitika mumhuri yangu yakakura kwazvo. Asi sezvo, ndizvo zvinhu zvacho izvozvo zvisingatendwi sezvidi nevanhu.
- Pazvaanowanzo nyora nezvavo mu “Exclusive interview: Petina Gappah speaks about the highs and lows of her writing career, and reveals details of her next book” muKutarira kwe Man'wadhi muJobheki (2017 Gunyana 4)