Isaya munhu uye munyori anowanikwa mubhaibheri reChikristu.
Zvidzupuramanzwi
editN'wadhi ra Isaya
edit- Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera vana ndikavakudza, asi ivo vakandimukira. Nzombe inoziva vatenzi vayo,nembongoro inoziva chidyiro chomwene wayo, asi Israeri haizivi, vanhu vangu havanzwisisi.”
- Isaya 1:2-3