Sibusiswe "Busi" Ncube (akazvarwa 15 Chikumi 1963) musezamhanzi we mbira uye muyimbi wekuZimbabwe. Anoyimba nemitauro yechiyechiAfurika mitanhatu. Uye anoridza gitare, mbire ne pekasheni.
Zvidzupuramanzwi
editUsaite kuti rubudiriro rwuende kumusoro kwako, kunyangwe vakati unogona zvakadini. Sezvandataura, mhanzi inozvitaurira, ruremekedzo uye zvininipise, uchasvikako.
- Sipwi repepanhau [1]
Mumwe anofanhira kufadzwa nezvaanoitwa uye ruremekedzo ne rushingairo ndizvo zvisvumbunuro zvikoshe kuti ubudirire kuzhe uko.
- Sipwi repapanhau [2]
Ndinonzwa kusurukirwa zvokutoti muti unokwana kundipodza haupo parizvino uye vanhu varikufa nepamusaka pezvinhu zvinorapika.
- Nezvekufa kwe shamwari yake