Nzimabwe (Zimbabwe) matongo ebuMambo gwebakulukugwi akabakwa nemaswingo emabgwe anozibgwa se Great Zimbabwe nasi. Ndipo panobva zina lehango yeZimbabwe. Zwibakwa izwezwi zoyendedzana nabo Khami Ruins, Mapungubwe, Nalatale, Danan'ombe nemamwe matotongo akabakw neLuswingo gwemabwe.