Ihango inowangwa kumahwahhuba eAfrica. Yakabakidzana ndehango ye Ivory Coast kumahwahhuba, Burkina Faso kubunanzwa kukoti Togo kubhehhuba. Dorobho gulu muhango yeGhana loyi Accra. Amwe matoropo ayapo anohanganisila Kumasi, Tamale, nde Sekondi – Takoradi. Ghana inozibhgwa kwazo kwazo ndethimu yabo yebhora inozana kupinda amwe mathimu edzimwe hango.