Wq/sn/Yvonne Vera

< Wq‎ | sn
Wq > sn > Yvonne Vera

Yvonne Vera (19 Gunyana 1964 – 7 Kubvumbi 2005) aive munyori wechiZimbabwe. N'wadhi rake rekutanga kuẋandiswa raive muchiungano che nyaya dzidoko, Why Don't You Carve Other Animals (1992), rakatevera ne man'wadhi mashanu: Nehanda (1993), Without a Name (1994), Under the Tongue (1996), Butterfly Burning (1998), uye The Stone Virgins (2002).

Zvidzupuramanzwi edit

Nguva yakakoshera kuyeuka sezvayakakoshera kukanganwa. Kunyangwe mugamuchiro hudoko hwe marwadzo hwunodinga nguva yakakura kudarika rukuma; rukuma rwukurusa rwunodinga zvamuchose, uye chigumburo chikurusa chinodinga wo hupenyuhwose. Hupenyuhwose hwakarebesa kupfuura zvamuchose: zvamuchose unoenderera kunyangwe kunze kwe vuzima hwe vanhu.

Takafamba munjere nemimvuri yedu, mukutsvaga chikamu chematiri chaive chakafa, kuitira chizove duka redu.