Wq/sn/Tsitsi Dangarembga

< Wq‎ | sn
Wq > sn > Tsitsi Dangarembga

Tsitsi Dangarembga (akazvarwa 4 Kukadzi 1959) munyori wechiZimbabwe. N'wadhi rake rekutanga, Nervous Conditions (1988), raive rekutanga kuẋandiswa muChingezi ne Mukadzi mutema wekuZimbabwe, rakatumidzwa ne BBC muna 2018 sechikamu cheman'wadhi mazana epamusoro akavumba nyika.

Zvidzupuramanzwi edit

Man'wadhi edit

Bhizimusi rehunhukadzi mutoro wakarema.

  • kubva mun'wadhi rake: Nervous Conditions, 1988, ts.1.

Zvine uipi hakakwana...panokolonwa nyika, asi kana vanhu vakabatanidzwa munazvo wo! Ndikokupera, idi, ndikokupera.

  • kubva mun'wadhi rake: Nervous Conditions, 1988
    • Rakatorwa Chikumi 17, 2023, kubva ku AZQuotes.com Webhusayiti: https://www.azquotes.com/quote/415613

"Anofungidzira kuti murungu," vaijara kuseka, uye zvainge zvakaipa sekutukwa ne un'ozwi.

  • kubva mun'wadhi rake: Nervous Conditions,

"Taive nerugare muruzoro werutawuko"

  • kubva mun'wadhi rake "Nervous Conditions" (1988), znh. 34