Wq/sn/Raymond Mupandasekwa

< Wq‎ | sn
Wq > sn > Raymond Mupandasekwa

Raymond Tapiwa Mupandasekwa (akazvarwa 28 Kubvumbi 1970) mupereleti wechiZimbabwe weKereke yechiKaturiki akashanda saBhishopu weDhiyosesi ye Chinhoyi.

Zvidzupuramanzwi edit

Dai wakandivhunza, mumakore makuminesere ehupuristi hwangu, handisati ndakafara sokufara kwandinoita. Ushumiri uwu unondipa mufaro, uye ndapota muziva kuti mufaro uyu unovuya kwete nekuda kwezviro zvandinazvo, asi kubva kuna Mwari.

  • A powerful homily na Bishop Raymond Mupandasekwa CSsR kumapiristi matsva matatu edhiyosesi ye Chinhoyi (26 Nyamavhuvhu 2019)