Wq/sn/Morgan Tsvangirai

< Wq‎ | sn
Wq > sn > Morgan Tsvangirai

Morgan Tsvangirai (10 Kurume 1952 - 14 Kukadzi 2018) aive mupolitiki wechiZimbabwe aive Puraiminista weZimbabwe okubva muna 2009 kusvika muna 2013. Aive Mtungamiri we Movement for Democratic Change – Tsvangirai (MDC-T) uye aive muchinzvimbo chakakosha chekupokana na Robert Mugabe.

Zvidzupuramanzwi edit

Kubva zuva randakaberekwa, pagara paine kusawirirana kukuru pakati penyaya dzinowanzotaurwa nevepamusorosoro nedziya dzandinonzwa kubva kuvanhuwo zvavo nezvenyika yedu kunyangwe tichigara munzvimbo; uye pupurira zviitiko zvakafanana zvakatipoteredza.

  • Mashoko pakabudiswa n'wadhi rake – At the Deep End [1]

Hurongwa hwekupepeta kwemapepanhau ehurumende nenhepfenyuro yehurumende zvaramba zvakarerekera divi rimwe chete uye zvisina kuvandudzwa, uye nhepfenyuro inoramba ichitongwa nevatambi vehurumende vakarerekera divi rimwe chete.

  • VaTsvangirai votsoropodza midhiya dzinotsigira VaMugabe [2]