Wq/sn/Maud Chifamba

< Wq‎ | sn
Wq > sn > Maud Chifamba

Maud Chifamba (akazvarwa 19 Mbudzi 1997) aive mudzidzi weYunivhesiti ye Zimbabwe muAfurika. Akabvumiwa kuti adzidze kuakawunda kuYunivhesiti ye Zimbabwe achingori nemakore guminenna.

Zvidzupuramanzwi edit

"Zvakanyatsondikurudzira kushanda nesimba nekuti pakanga pasina mumwe munhu aindichengeta kunze kwangu mune ramangwana, izvo zvaive ... zvakandikurudzira kuti ndive nechimwe chinhu chekuita nehupenyu hwangu."

"Iva akajeka pane zvaunoda uye usambotya kuzvitevera."