Wq/sn/James Chimombe

< Wq‎ | sn
Wq > sn > James Chimombe

James Chimombe muyimbi wechiZimbabwe.

Zvidzupuramanzwi edit

Ndaitaura se ndine mushonga mukanwa
Ukawanza shamwari, uchandiramba rimwe zuva hona zvaitika
Ndaitaura se ndinopenga, ukawanza shamwari
Uchandiramba rimwe zuva hona nhasi zvaitika

  • kubva parwiyo "Zvaitika" (1992)