Wq/sn/Feli Nandi

< Wq‎ | sn
Wq > sn > Feli Nandi

Felistas Chipendo anozivikanwa nezita rake repasteji rokuti Feli Nandi.

Zvidzupuramanzwi edit

  • Kana moyo uchinge wada, kana moyo uchinge wasarudza, kana moyo uchinge wagamuchira, hauudzirwe
    • kubva parwiyo "Moyo hauudzirwe" (2022)